Browse Words
Shona Definition
Ndima chidimbu chemunda chinenge chatarirwa munhu kuti achirime kana kusakura ari oga. Ndima chikamu chezvakanyorwa, chinotanga nemutsetse mutsva, uye chinosimbirira kutsanangudza pfungwa imwe chete kana kuti pfungwa dzinoenderena. Ndima zvikamu zvezvitsauko zvemuBhaibheri.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Kana uchi dhara ndima unenge uchikamura nzvimbo inoda kuti irimwe negeja kana nemunhu.”
from -dhara“ndima”
from bhakani“Majangano ekusakura anobatsira chaizvo kana munhu uchigara wega, nekuti musi wamunosakura mumunda mako ndima inombofamba.”
from jangano“dara ndima”
from chipanda“ndima Teve mushonga unoiswa mumucheka unosungurwa muruoko kana pamwewo.”
from teve