Used in other entries
“mwero”
from chipimo“Ku dorongosha kutaurisa zvisina mwero munhu asingazorori.”
from -dorongosha“Makaro kunyanyoda zvekudya zvinopfuura mwero.”
from makaro“Ku kibitsa kudira kana kuzora uchiwanza zvakapfurikidza mwero.”
from -kibitsa“Kana chinhu chichinzi cha nyanya chinenge chawanda kana kuitwa zvinopfuura mwero.”
from -nyanya“Hapana chinhu chinonaka chichidarika mwero wacho wokuva chakanaka.”
from Chakanaka chakanaka, mukaka haurungwi munyu.