Shona Definition
Mweya imhepo inofemwa nevanhu nezvisikwa zvakasiyana, inokonzera kuti zvipuka izvi zvirarame. Mweya kunhuhwa kwakaipa. Mweya maitiro asina nduramo anoitwa nemunhu mamhepo Mweya wemunhu ndiwo unonzi unorarama kana afa.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Kana uchiridza furete kana bhosvo, unenge uchifuridza mweya uchiti fe fe .”
from fe fe“Kuti fe-e kubuda kunoita mweya muvhiri.”
from fe-e“Kuti fedema kumira wakakwevera dumbu mukati, uchangobva kufemera kunze uchibudisa mweya wose wanga uri mumapapu.”
from fedema“Ku fefedza kuburitsa mweya nokumashure.”
from -fefedza“munyepi chimwayange Chipfutso munhu anogaroburitsa mweya unonhuwa nekumashure.”
from chipfutso“Chidembo chimhuka chakaenzana nekiti, chinobata mbeva chadzibudisira mweya wacho unonhuhwa kuti dzibude mumwena.”
from chidembo