Browse Words
Shona Definition
Mwena iburi rakacherwa nechipuka chinogaramo, chakaita sembeva kana gurwe. Mwena imhuka yemusango yakafanana nembwa, inodya majuru nokufamba usiku, ichigara muguru masikati. mbizimumwena Mwena igomba rinosara padumbu kana munhu ava nenzara, kana padumbu remombe yaneta yava nenzara.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Ku fukusa kuchera mwena zvishoma nezvishoma muvhu rakapfava.”
from -fukusa“Hwed a mwena mukuru unodzika pasi muvhu.”
from hweda“Horo mwena wokuzasi komunhu, paanobusisa napo tsvina.”
from horo“Huro mwena unoshandiswa kumedzesa zvekudya kubva mumukanwa kuenda kudumbu.”
from huro“Mwanza mwena unogara kana kupinda mbeva kana makonzo.”
from mwanza“Kuti fushunu fushunu kuchera mwena, sezvinoita mbeva ichibudisa ivhu panze.”
from fushunu fushunu