Used in other entries
“mwenga musvitsa Tsvitsa mucheka unosungwa mumusoro nemukadzi ari kunoperekwa kumurume.”
from tsvitsa“Makare kare, munhu aienda kundotizisa mwenga aiziva kuti izvi zvaifanira kuitwa vabereki vake vasipo, zvakare haairasa nguva nokuti aiziva kuti zvaizokona kana aiwanikidzwa.”
from Rova chiuni / amai vari kumunda