Used in other entries
“Chipika ibhandi rehembe rinogara rakatenderedza huro, rine nzeve mbiri dzakapamhamha.”
from chipika“Ku donaidza kurebesa huro uchitarisa pakakwirira kana uchiita zvimwewo.”
from -donaidza“Ku donaira kufamba wakarebesa huro kuti uone pakakwirira kana zviri kure.”
from -donaira“Munhu ano dongorera anotarisa zvishoma achiita seakarebesa huro.”
from -dongorera“Kuti gadya kumedza zvinhu zvakaita mvura, huro ichinzwika kurira.”
from gadya“Kuti gadya kumedza zvinhu zvakaita mvura, huro ichinzwika kurira.”
from gadya