Used in other entries
“Kana munhu achipiwa zvinhu, zvikuru kana ari mweni, anofanira kuitwa zvokupakurirwa nomuridzi wezvinhu zvacho.”
from Diro haripinzwi mumunda“Dai nzira yaitaura kana kuzivisa kuti kuri kuuya mweni kana kuti muvengi, munhu aifanogadzirira kusangana naye.”
from Gwanza harizivisi.“Kana mweni akasvika paimba pachiitwa basa zvinoreva kuti ratokona.”
from Mweni kusvika paimba / kuregedza maoko