Used in other entries
“Mufundisi akati wose anodavira muna Mwari achaponeswa.”
from -davira“Mwari ngaakukomborerei mose!”
from -komborera“Hosana munhu anonamatira mvura, anokumbirwa nevanhu kuti asvitse chichemo ichi kuna Mwari.”
from hosana“Ku namata kutaurira Mwari wako kana vadzimu vako zviri mumwoyo nemupfungwa dzako, zvekutenda, kufara kana kutsutsumwa.”
from -namata“Uku kuita kwavanhu vanotendera muna mwari anonzi Allah.”
from Chimwenyi“Mwari”
from Nyadenga