DuraMazwi
Browse Words
Words

-komborera

Shona Definition

Ku komborera munhu kumupa zvinhu zvizhinji zvakanaka muupenyu hwake. Mwari ngaakukomborerei mose! Gore iri vadzimu vedu vakanga vatikomborera. Ku komborera kuita chinhu, kana kutaura, kana kufunga kunoita kuti wacho anenge achizviitirwa ave nerombo rakanaka, kana kuti zvinhu zvimunakire.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.