Browse Words
Shona Definition
Ku namata kutaurira Mwari wako kana vadzimu vako zviri mumwoyo nemupfungwa dzako, zvekutenda, kufara kana kutsutsumwa. - nyengetera, -teura . Ku namata mumwe munhu kutaura uchimunyengerera kuti akupe kana kukuitira chaunoda. -nyengerera, -nyengetera .
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.