Used in other entries
“Ku chomwaira kufamba mutsipa uri mudenga, uye munhu achienda zvishoma zvishoma.”
from -chomwaira“Ichi chipukanana chine makwati akaomarara, chinoruma nepanosangana mutsipa nomusana.”
from chirumanegotsi“Chityu inyama yepadundundu remhuka, panosangana mutsipa nembabvu.”
from chityu“Uyu munhu anogara akarereka mutsipa kana kuti ane tsika yekufamba akatarisa divi.”
from jeyamucheya“Uyu mutsipa wehuku kana shiri inenge yaurayiwa.”
from musongora“Ku shizha kuuraya chipfuyo nokuchicheka mutsipa.”
from -shizha