Used in other entries
“Kuti chubwi kuwira mumvura zvine mutsindo, zvinoita kuti mvura yacho ipfachukire.”
from chubwi“Kuti dhigi kusvika panzvimbo zvine mutsindo wetsoka.”
from dhigi“Ku dhinyanguka kufamba zvine mutsindo komunhu ane muviri mukuru.”
from -dhinyanguka“Kana munhu achi digaira anenge achifamba nesimba achiita mutsindo.”
from -digaira“Ku kwitima kumhanya kunoita mhuka ine makumbo mana ichiita mutsindo.”
from -kwitima“Ku kangandika kufamba munhu achitsika pasi zvino mutsindo.”
from -kangandika