Browse Words
Shona Definition
Kubata munhu kanyoto kumuisa musoro pakati poruoko rwakafonyorwa nepagokora, wakamumbandika zvokuti haapudzvunyuri. Patakanga tichiita mutsimba, ndakamubata kanyoto, mwana akati apfidza. kanyn'oto
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“kanyoto”
from kanyn'oto“kanyoto”
from kan'oto