Used in other entries
“Nhinhi inyemba inonetsa kuibva kwayo kana ukabika mutakura.”
from nhinhi“mutakura”
from nhakura“Ukadya mutakura wenyemba, unorara dumbu rangoti tazu.”
from tazu“Nyimo rudzi rwembeu yakatenderera inobikisa mutakura kana kukangwa ichidyiwa.”
from nyimo“Nyemba rudzi rwembeu inobikwa mutakura, inoberekwa nembesa inonzi munyemba.”
from nyemba“Kandumure kakadyisa mutakura wenyimo dumbu rikati dandara.”
from dandara