Used in other entries
“Kana muchisika nyimo, uka dema yeumwe inenge yarohwa nenyimo yako ikabuda mugango.”
from -dema“maziriri Mazembera mashoko ekuzvirumbidza kana kutyisidzira, anotaurwa muchisika nyimo.”
from mazembera“Ndakati chivharo gwedebu, ndokuona mupoto muzere nyimo.”
from gwedebu“Ku njipa kuchinjana nyimo huru yaunenge unayo neduku dzakawanda pamutambo wokusika nyimo.”
from -njipa“Uku kudya kunobikwa nezvirimwa zvakaoma zvakaita sechibage nyimo kana nzungu.”
from mutakura“Mbeu yenzungu yakataidza tikatozokavira nyimo.”
from -taidza