DuraMazwi
Browse Words
Words

mutambi

Shona Definition

Mutambi munhu anoita zvidavado zvakasiyana-siyana, zvakaita senhabvu, kuti afadze vanhu, sebasa rake kana kuti achivaraidza nguva. Mutambi munhu anogona kushandisa muviri wake, achizunguzira achitevedzera mumhanzi. Mutambi munhu atinosangana naye achiita zvakasiyana-siyana munganonyorwa. Mutambi munhu anotevedzera, mungava mumifananidzo kana zvimwewo, zvinoitwa nemunhu anenge ari murungano.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries