Used in other entries
“Ndodzi imbeu inenge nyemba, inobereka vana vanoita mhodzi dzakawanda, dzinodyiwa dzakabikwa.”
from ndodzi“Ukanwa mvura yekutanga yakafashaidzwa mudzepete unosiya nyemba.”
from mudzepete“Kana munhu akadya nyemba anoita rusudzo."”
from unonhuhwa“Ku pfuchura kuburitsa mweya unonhuwa zvisina mutsindo, sezvinoitika kana wadya nyemba kana nyimo.”
from -pfuchura“Hohoshwa kamuti kanobereka vana vanenge nyemba, vane unye hunovava.”
from hohoshwa“Nyemba dzaibvisa dzinowobvodoka pakudya.”
from wobvodo