Used in other entries
“Uyu munhu murombo asina kana chaanacho.”
from imbwa mukoore“murombo”
from nhombo“Muchena munhu murombo asina kana chii zvacho chaainacho.”
from muchena“Rombe munhu asina pfungwa dzakakwana, anoita zvinhu zvisina ungwaru, zvinoita kuti ave murombo.”
from rombe“Uyu murume murombo, asina kana mombe yokuti aroorere mwanakomana wake mukadzi.”
from guvamombe“Munhu akagarika ndouya ane pfuma yake; uya murombo anotambudzwa noushayi hwake.”
from Wakagarika ngewakafa / mupenyu pfumo riri mushure