Rombe munhu asina pfungwa dzakakwana, anoita zvinhu zvisina ungwaru, zvinoita kuti ave murombo. Rombe munhu anofamba achipemha.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
“Kana pane imwe nzvimbo pakafa vanhu vazhinji, rombe rinobuda risina nevanga rose.”