Used in other entries
“Hungwe ishiri yorudzi rwegondo, ino musoro muchena, uye inorarama nokunyurura hove ichidya.”
from hungwe“Mukonde muti unoita tumashizha tudikidiki uchibuda mukaka muchena, usingaite mhanda kazhinjizhinji, asi kana ukazoita mhanda dzinenge dziri pfupi.”
from mukonde“Uyu mushonga muchena, wakaita sezai reshiri, unoiswa nhumbi kuti dzinhuhwire.”
from sandibhokisi“Chitsere kamhuka kane musana muchena nomunhumbu mutema kane mbiri yokudya uchi.”
from chitsere“Utsi mweya muchena unopwititika panobvira moto.”
from utsi“Munhu angaipa zvake chimiro nokumeso kwake asi aine mwoyo muchena nounhu hunoremekedzwa.”
from Chivingwi kuseka bere imo mumwoyo macho imanda