DuraMazwi
Browse Words
Words

muromo

Shona Definition

Muromo inhengo yemuviri inopinda nayo chikafu, uye ine mazino nerurimi mukati. Muromo wegejo kana badza ndiwo unotanga kupinda muvhu kana richirima. Kana munhu achinzi ane muromo anenge achidenha zvikuru.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries