DuraMazwi
Browse Words
Words

-chera

Shona Definition

Ku chera kutora zvinhu panhu uchishandisa sezvakaita mukombe, ndiro kana kapu. Mbuya vachera doro nemukombe, ukuwo sekuru vachichera zviyo mudura nendiro. Ku chera kunwa doro zvikuru. Sekuru vadhakwa nokuti vachera doro kubva kuseni.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.