DuraMazwi
Browse Words
Words

mukono

Shona Definition

Mukono imhuka yechirume. Mukono izwi rinowanzoshandiswa kudaidzwa munhu wechirume akasimba, uye anokunda vamwe vanhu pakurwa.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries