Browse Words
Shona Definition
Nhambo inguva yezuva sekuti nguva yegumi. Inhamboiko nhai? Nhambo mukana unenge wapihwa munhu kuti aite zvaanenge achida panguva iyoyo. nhambwe, nguva. Nhambo kamufambo kadiki. nhambwe .
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Ku nguvaira kufamba kunenge kuchiita nhambo, zvikuru kana une zvauri kuda kupedzisa kuita, kana kuti wanonoka kwaunenge uchida kuenda.”
from -nguvaira“Kuti tetsu kubudisa zvakawanda nhambo imwe chete.”
from tetsu“Sekeni inzwi rinotaridza chiito chinotora nhambo shomanene.”
from sekeni“Munhu murombo haangazivi nguva yaanowirwa namatambudziko saka anongotarisira chero nhambo ipi neipi.”
from Kurwara kwomuranda / anorwara akatakura bonde“Kuti tetsu kubudisa zvakawanda nhambo imwe chete.”
from tetsu