Used in other entries
“Mudzimu mweya wemunhu mukuru akafa, unotenderwa nevanhu vazhinji kuti unochengeta mhuri kana kurangawo vanenge vabuda mugwara.”
from mudzimu“Uyu munhu anotendera mugwara rematongerwo enyika rinoti upfumi hunofanirwa kugovanwa zvakada kungoenzerana kuvanhu vose munyika.”
from mukomonisiti“Kuona mwana muduku otora tsika dzakaipa pamwe anenge ashaya vakuru vanomuratidza tsika nokumuisa mugwara rakanaka roupenyu.”
from Kuona imbwa yodya matehwe / inenge yashaya wokuvhima naye