DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Kuona imbwa yodya matehwe / inenge yashaya wokuvhima naye

Shona Definition

Kuona mwana muduku otora tsika dzakaipa pamwe anenge ashaya vakuru vanomuratidza tsika nokumuisa mugwara rakanaka roupenyu. Kazhinji vanhu vakashaya chokuita vanogona kutanga kuita zvisina maturo.

English Translation

A dog that takes to chewing hides has no one to hunt with; likewise a child slides into bad habits when no adult bothers to train him, and idle people drift into worthless behaviour.

Cultural Context

“Levelled at parents who leave their children's upbringing to chance.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

This is a variant of

Imbwa kudya matehwe / kushaya wokuvhima naye

A dog falls back on chewing hides because it has no one to go hunting with. Deprived of the proper occasion, one makes do with a poor substitute.