Muhedheni munhu asingatendi kuti kuna Mwari. Vanhu vanotendera Mwari vanoti, kana muhedheni akafa, anoenda kugomba remoto.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.