Used in other entries
“Kona inzvimbo inotenderera mugwagwa kubva pawanga wakaswatuka, wava kuenda kurudyi kana kuruboshwe.”
from kona“Rudhonga inzvimbo inenge yakacherwa kuti mugwagwa kana raruwe ipfuure nepo.”
from rudhonga“mugwagwa Nzira yekuita nayo chimwe chinhu maitiro ekuita nawo chinhu ichocho.”
from nzira“Kana mugwagwa wakati twi unenge wakarurama kwazvo.”
from twi“Ku yambuka kupfuura rwizi kana mugwagwa kana sango, uchibva kudivi rimwe uchienda kune rimwe.”
from -yambuka“Kana mugwagwa wakati twi unenge wakarurama kwazvo.”
from twi