Browse Words
Shona Definition
Ku yambuka kupfuura rwizi kana mugwagwa kana sango, uchibva kudivi rimwe uchienda kune rimwe. -bira . Kuyambuka kubuda mumatambudziko. Gore raayambuka sekondari achienda kuyunivhesiti, ndogore rakatanga zvinhu kumufambira zvakanaka.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.