DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Muto wenyemba ndiwo mumwe chete

Shona Definition

Vanhukadzi vose vakafanana. Munhu akaroora ngaarege kusiya mudzimai wake achiti kuda vasikana kana kuti vamwe vakadzi vari nani kupinda mai vavana.

English Translation

Bean relish tastes the same whichever pot it comes from: women are all fundamentally alike. A married man therefore gains nothing by abandoning his wife for girls or other women he imagines to be better.

Cultural Context

“Used to caution a married man against unfaithfulness or leaving the mother of his children.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

This is a variant of

Muto wetsenza ndiwo mumwe

Tuber roots all yield the very same soup.