Used in other entries
“Harahwa murume anenge akura zvokutofamba akakotamira, uye achishandisa mudonzvo.”
from harahwa“Mudonzvo uyu rutondedzo rwasekuru vangu vakafa.”
from rutondedzo“Sekuru vangu vaiva noukukutu hwokugona kufamba vasina mudonzvo, kusvika vave namakore makumi mapfumbamwe okuzvarwa.”
from ukukutu“Ku batana kuva vanhu vanopindirana pamwe chete mudonzvo ravanenge vainaro.”
from -batana