DuraMazwi
Browse Words
Words

mudungiro

Shona Definition

Iyi itambo kana tsanga inopakirwa hove, majenya kana hwiza dzinenge dzabatwa, kuti zvirambe zviri pamwe pazvinenge zvakachengeterwa.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries