Used in other entries
“mudungwe”
from dungwe“Madzimai anga akati kakaaka mudungwe achienda kutsime.”
from kakaaka“Kuti ndure ndure kubuda kunoita vanhu mumba vakaita mudungwe.”
from ndure ndure“Kuti ndyarara kufamba kwevanhu vakaita mudungwe.”
from ndyarara“mudungwe mutsetse Umu munzvimbo munenge makagara vanhu vamwe.”
from muraini“Jaradha mudungwe wedzimba dzakabatana.”
from jaradha