Used in other entries
“Ukanzwa harahwa ichiti inoda kupinda mumakwikwi okumanya nemajaya unogona kuzvitora sedambe.”
from dambe“Harahwa yaiti gwabada gwabada ichimema munda wayo.”
from gwabada gwabada“Harahwa yakanga yakarara yakati zvayo dedema nomusana pamushana.”
from dedema“Hakuchina harahwa dzinokwanisa kudorongodza nhoroondo yokubva kwavanhu kuGuruuswa.”
from -dorongodza“Kazhinji kana harahwa yava kufa inowanzodaidza mukadzi wayo mudiki kuti amupepe.”
from Murwere anofa nebota rake“Harahwa dzinenge dziri ndonda ndidzo dzinorarama dzimwe nguva kupinda majaya nemhandara.”
from Mizhezhekedzwa ndiyo inosukudza