Used in other entries
“Kana mukadzi apinda mu mambure anenge achata muchato uya wekupfeka hembe chena.”
from mambure“Chero muchato wacho ukapera, zvine hanyn'a nani?”
from hanyn'a nani“Mhedzisiro yokudanana kwavo yakazoita muchato.”
from mhedzisiro“Fudza mweya kana kuti shungu dzokuda kuparadza muchato wevamwe pamusana pegodo.”
from fudza“Muchato wangu waiva mazauone matindigoma kunakidza.”
from mazauone