Used in other entries
“Dovo mucheka unenge wakasakara uye une tsvina zvikuru.”
from dovo“Kana uchi dhaya mucheka unenge uchishandisa mushonga kuti jira ritore rumwe ruvara.”
from -dhaya“Ketani mucheka unosonwa wokukamura mipanda mudzimba, kana kuvhara dariro rinoitirwa mitambo.”
from keteni“Uyu mucheka mutete wokusonesa hembe.”
from kamuferefere“Kana chigero chichiti je je je chinenge chichicheka mucheka kana bepa.”
from je je je“Ku jejeda kushandisa chigero kubvisa bvudzi mumusoro, kana kucheka mucheka, bepa kana chimwewo chinhu.”
from -jejeda