Used in other entries
“Chisuku marutsi omwana mucheche.”
from chisuku“Kuti n'e-e kuchema kunoita mwana mucheche.”
from n'e-e“Uyu mucheka unomonerwa mwana mucheche kuzasi, kuti kana aita tsvina isadonha pasi kana kupushira nhumbi.”
from napukeni“Nhongonya pakati pomusoro panotamba-tamba kana munhu achiri mucheche.”
from nhongonya“Nhova pakati pemusoro wemwana mucheche, panorova-rova pakurova kunoita hana.”
from nhova“Ku chira kubudisa mwana mucheche kubva mudumbu.”
from -chira