Used in other entries
“mbwende Gwara inzira inofamba nemhuka, inopfumba zvinoonekwa.”
from gwara“Uyu munhu, kazhinji mbwende, anokonzera kuti vamwe vanhu varwe.”
from mhesvamukono“Vanhu vakashinga ndivo vanowana zvinhu asi mbwende dzinofa noumbwende hwadzo.”
from Rugarahomba / harugari murume mutyi“Vamwe vanhu vane mimhu yakakura asi idzo dziri mbwende.”
from Matanda makuru mazunguniswa / pamwe ungasiya nerisina midzi