Used in other entries
“Kuti gwiri kutangisa rwendo kana kutevera gwara panenge pafamba nemhuka.”
from gwiri“Aya maitiro ane gwara rakarurama rinoyemurika.”
from hwendaenda“Ku njeyaira kufamba kusina gwara mukati, munhu achiratidza kuti haanyatsoziva kwaari kuda kuenda.”
from -njeyaira“Kana uchiti pindu unenge uchichinja gwara rawanga uchifamba naro wotora rimwe, kana kuchinja pfungwa dzako maererano nezvawanga uchiita kana kuti zvavanga uchida kuita.”
from pindu“Ku pishinudza kuchinjisa chimwe chinhu gwara rachanga chichienda naro.”
from -pishinudza“Kuenda dome kurasika gwara rezvinofanira kuitwa.”
from dome