Browse Tsumo
Shona Definition
Munhu anowana zvinhu nokutamburira. Hapana chinhu chinongovinga munhu agere zvake. Vanhu vakashinga ndivo vanowana zvinhu asi mbwende dzinofa noumbwende hwadzo.
English Translation
A bold, adventurous way of living is no place for a timid man. Things come to those who suffer for them and take the risk; nothing walks up to a man sitting idle, and the fainthearted die in their faintheartedness.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.