Used in other entries
“nhumbi mbatya hanzu”
from chipfeko“Marasha mazimbe emoto anoshandiswa kudziya kana kuchisa mbatya.”
from marasha“Kodhoro rudzi rwejira gobvu rinodziya uye rine tumichinjiziri divi rokunze, rinosoneswa mbatya dzokupfeka pachando, kunyanya midhebhe.”
from kodhoro“Ndipei henyu iri mari, kana midziyo yokushandisa, kana mbatya dzokupfeka.”
from kana“Rengenya ijira kana mbatya dzakasakara.”
from rengenya