Used in other entries
“Mbavha yakabva payakapaza ichiti dudu payakaona vanhu vouya.”
from dudu“Mbavha yakapedzisira yadura shamwari dzayo dzose kumapurisa.”
from -dura“Mbavha yakati dhu mumba ndokutiza.”
from dhu“Mbavha yakasiya chipandwa cheshangu yayo.”
from chipandwa“Mbavha imbatwa.”
from mbatwa“Kana mbavha ichinge yajairira kuzarura matura avanhu kuitadzisa kuba ndiko kutovaka matura acho mudzimba muna vanhu.”
from Chin'anga chinyepi / kuchitevedzera