Used in other entries
“Ku fukunuka kubuda pachena kubva muvhu, pamusaka pemvura kana mhepo, sezvinoita mbambaira kana mbatata.”
from -fukunuka“Dzira katambo katete kakareburuka kanotevedza urefu hwemachinokura chiri semunyama, kana mbambaira yachembera.”
from dzira“Akatora mbambaira mundiro ndokuiti kabi yose.”
from kabi“Nhuta rudzi rwekapuka kakafanana negonzo, kane muswe mupfupi nemaziso nenzeve diki, kanogara mumwena wakareba makanodya midzi yetsenza, mbambaira neimwewo midzi yezvirimwa zvakapfava.”
from nhuta“Akati mepfu mbambaira yaive yanyatsoibviswa zvakanaka nambuya, achibva anzwa parere mwoyo.”
from -mepfu“Urwu rudzi rwemuti unorimwa nokudyiwa midzi yawo inenge mbambaira.”
from mufarinya