Used in other entries
“Kana munhu akanzi gwamu anenge arohwa mbama yakasimba.”
from gwamu“Akainzi gwanzu yamatsenganzungu mbama, mukomana akaona nyenyedzi masikati machena.”
from gwanzu“Ku shangura kurova munhu mbama yakasimba.”
from -shangura“Kuti shura karuzha kanoitika munhu akarohwa mbama yakasimba.”
from shura“Ku dzemura munhu kumurova mbama yakasimba.”
from -dzemura“Kana munhu akanzi gwamu anenge arohwa mbama yakasimba.”
from gwamu