DuraMazwi
Browse Words
Words

-kakabvura

Shona Definition

Ku kakabvura kuruma chipandi chikuru kubva pachinhu chakaoma. Ku kakabvura ganda kurimara kana kuritsunya kana kuribvarura nenzwara. Mbada yakasvetukira muvhimi ikamukakabvura ganda kumeso.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.