Used in other entries
“Idzi inguva dzekutanga kwezuva kusvika panozotangawo masikati.”
from mangwanani“Manheru inguva dzinotevera masikati apo zuva rinenge ranyura, kwava kusviba kana kuti kwatosviba.”
from manheru“Kuti gurezeze kuneta kunoita muriwo kana zvimwe zvirimwa masikati kana kwapisa, zvichitaridzika sezvoda kusvava.”
from gurezeze“Akainzi gwanzu yamatsenganzungu mbama, mukomana akaona nyenyedzi masikati machena.”
from gwanzu“Mwena imhuka yemusango yakafanana nembwa, inodya majuru nokufamba usiku, ichigara muguru masikati.”
from mwena“Zvinhu zvose zvinoitwa pakavanda huri usiku kana kuti masikati zvinogona kuzozivikanwa sezvinonzi pane akanga akahwandira pazvaiitwa.”
from Zuva rina meso / deko rine nzeve