Browse Words
Shona Definition
Manheru inguva dzinotevera masikati apo zuva rinenge ranyura, kwava kusviba kana kuti kwatosviba. Manheru izwi rinoshandiswa pakumhoresa vanhu nguva dzekunze kwasviba. madekwana Manheru usiku hwapfuura. madeko
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Ichi chipembenene chidiki chinobhururuka manheru.”
from chidzungira“Chifugo ndechekuvharidzira muviri, kunyanya pakuvata manheru.”
from chifugo“Kundira marara ayo kunze kwechivanze uko, tigozoapisa manheru.”
from -kundira“manheru .”
from madeko“manheru manhoko”
from madekwana