DuraMazwi
Browse Words
Words

masukauta

Shona Definition

Iyi inhaka yaunopihwa kana kuti yaunofanira kupihwa, semuzukuru kunyanya. Uyu munin'ina kana mwanasikana wehanzvadzi yomudzimai, anopihwa murume watete semukadzi mudiki kana iye aguma kubereka.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.