Browse Words
Shona Definition
Mafufu umvurumvuru hunosara hwakangomwararika kubva pane zvamanga muchidya, zvakaita sechingwa. Mafufu makanda anoputira tsanga dzechibage kana kuti nzungu kana zvimwewo zvirimwa.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Aya magufu kana mafufu anosaririra mukanwa kana munhu achinge anwa masvusvu kana maheu.”
from masvisvinwa“Tsengwa mafufu anenge asina kunyatsoputsika pakugaya chibage.”
from tsengwa“Ukapusa unofira mafufu segonzo.”
from fufu“mafufu”
from magufu“mafufu”
from muvhuruvhuru