Used in other entries
“Masese magufu anosara panosvinwa doro.”
from masese“Aya magufu kana mafufu anosaririra mukanwa kana munhu achinge anwa masvusvu kana maheu.”
from masvisvinwa“Musvi kunwa kunenge kwabviswa magufu kana masese, kwasara nhapitapi yega.”
from musvi